Skip to content Skip to sidebar Skip to footer

Widget HTML #1

[Download] "Kusika Nyika Yako Patsva" by Pastor Chris Oyakhilome PhD ~ eBook PDF Kindle ePub Free

Kusika Nyika Yako Patsva

📘 Read Now     📥 Download


eBook details

  • Title: Kusika Nyika Yako Patsva
  • Author : Pastor Chris Oyakhilome PhD
  • Release Date : January 08, 2019
  • Genre: Christianity,Books,Religion & Spirituality,
  • Pages : * pages
  • Size : 140 KB

Description

Bhuku iri rakanyorwa zvakare, rine zvishoma zvakashandurudzwa kuti zvibudise pachena dzidziso dzomunyori uyu, pamwe nezvaanotenda, panyaya ye-“Kubapatidzwa NoMweya Mutsvene”
Munyori uyu anotenda kuti Kubapatidzwa noMweya Mutsvene chinhu chinonyatsotaura nezvokuberekwa patsva. Chinhu chechipiri chinosanganikwa nacho nomutendi, chokuzadzwa nesimba, chinoitika panogamuchira mutendi uyu Mweya Mutsvene, kugamuchira kuzodzwa. Nokudaro, hurongwa chaihwo hwezvinhu zvinoitika kumutendi ndohwekuti, kutanga, anobapatidzwa noMweya Mutsvene, zvinoreva kuberekwa patsva, mushure mazvo ozogamuchira Mweya Mutsvene kuti vagare maari, kunova kuzodzwa, kana kuzadzwa nesimba. Zvinhu zviviri izvi zvakasivonekwa kuti zvinogona kuitika pamwe chete musi mumwe, panguva imwe chete, sezvakaitika mubhuku yeMabasa 2:1-4, pazuva rePentecosta.


Free PDF Download "Kusika Nyika Yako Patsva" Online ePub Kindle